Kishore Kumar Hits

John Chibadura & Tembo Brothers - Mutumwa lyrics

Artist: John Chibadura & Tembo Brothers

album: Mutumwa


Mwari ndine mubvunzo mukuru kwazvo
Sei Mwari makandiremedza?
Mwari ndine mubvunzo mukuru kwazvo
Sei Mwari makandiremedza?
Makanga musina here chido chekusika munhu?
Apa Baba makavirima
Makanga musina here chido chekusika vanhu?
Apa Baba makadada
Motipa hupenyu imi motorazve
Apa Baba makavirima
Motipa hupenyu imi mobvutazve
Apa Baba makadada
Makatitumira mutumwa imi Baba
(Mutumwa asina tsitsi)
Ndokutitumira mutumwa isu pasi pano
(Mutumwa asina ngoni)
Makatitumira mutumwa imi Baba
(Mutumwa asina tsitsi)
Ndokutitumira mutumwa isu pasi pano
(Mutumwa asina ngoni)
Chero ani nani anongotora
Chero ani nani anongotora
Chero ani nani anongotora
Chero ani nani anongotora
Mutumwa wenyu Mambo imi
Mutumwa wenyu Baba
Mutumwa wenyu Mambo
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Mutumwa wenyu Mambo imi
Mutumwa wenyu Baba
Mutumwa wenyu Mambo
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Honai vanhu vapera Babawe (nemutumwa wenyu Baba)
Honai vanhu vapera kufa
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Honai vanhu vapera Babawe (nemutumwa wenyu Baba)
Honai vanhu vapera kufa
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Ndokugumisira tamupawo zita
(Zita rekuti rufu)
Asika mhuri inochema
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Takazogumisira tamupawo zita
(Zita rekuti rufu)
Asika mhuri inochema
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Mutumwa wenyu Mambo imi
Mutumwa wenyu Baba
Mutumwa wenyu Mambo
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Mutumwa wenyu Mambo imi
Mutumwa wenyu Baba
Mutumwa wenyu Mambo
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Mutumwa wenyu Mambo imi
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Honai vanhu vapera Babawe (nemutumwa wenyu Baba)
Honai vanhu vapera kufa
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Takazogumisira tamupawo zita
(Zita rekuti rufu)
Asika mhuri inochema
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi
Mutumwa wenyu Mambo imi
Mutumwa wenyu Baba
Mutumwa wenyu Mambo
Mutumwa wenyu uyu haana tsitsi

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists