Kishore Kumar Hits

John Chibadura & Tembo Brothers - Diya Wangu lyrics

Artist: John Chibadura & Tembo Brothers

album: John Chibadura & The Tembo Brothers (Vol. 5)

Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu
Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wanguwe

Muupenyu hwedu, munhu ndiye mharadzi, mungwarire mukadzi wangu
Muupenyu hwedu munhu ndiye mharadzi, mungwarire mukadzi wangu
Pane vamwe vasingade kuona vakadzi vevamwe vakanaka
Pane vamwe vasingade kuona vakadzi vevamwe vakachena
Pane vamwe vasingade kuona vanhu vanogara zvakanaka
Pane vamwe vasingade kuona vanhu vanogara zvakanaka
Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu
Kana uchindida edzawo kuzvibata mukadzi wangu
Mukadzi wangu uri ruva rangu (edzawo kuzvibata)
Uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu)

Mukadzi wangu urichido chemoyo (edzawo kuzvibata)

Dhiya hona kani, dhiya wangu (edzawo kuzvibata)
Iya hona kani uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu)

Iya hona kani, uridhiya wangu (zvibate mukadzi wangu)
Dhiya hona kani dhiya wangu (edzawo kuzvibata)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists