Kishore Kumar Hits

Jae - Used to Be lyrics

Artist: Jae

album: G.I. Jae


Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana
Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama
Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana
Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama
Ndati musanditorere
Mwana uya ndinomuda
Ndati musanditorere
Mwana uya ndinomuda
Makanga muri kupiko machinda
Pandakandomusarura kumuzinda wevakadzi vakatsvinda
Riri gombo hausi munda
Vadzimu vedu vakarumwa kare nenda
Izvi zvabva zvandifungisa murambinda
Rudo haruna ane mari kana akafunda
Inyaya inoperera kumarinda
Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana
Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama
Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana
Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama
Ndati musanditorere
Mwana uya ndinomuda
Ndati musanditorere
Mwana uya ndinomuda
Stadzo Stallo Stars
Ipapo apa
Jah Junior MJ himself
Vamwe vanofa vachikana
Hana dzavo dzinoshushikana
Ndibateiwo vakomana mukangondisiya torwisana
Nenyaya yevasikana vazhinji vakapokana
Vamwe vakatorerana vakasvika pakupondana
Mumwe achiti girlie
Mumwe achiti darlie
Kunyepera hushamwari
Uchida rudo rwemari
Kunyepera hushamwari
Uchida rudo rwemari
Rudo rwemari
Rudo rwemari
Rudo rwemari
Rudo rwemari
Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana (Tigotenderana)
Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama (Tocheka hukama)
Kana chiri chibvumirano varume tigotenderana (Kana tatenderana)
Kana tatadza kuwirirana varume tocheka hukama (Tocheka hukama)
Ndati musanditorere (Musanditorere)
Mwana uya ndinomuda (Ah ah)
Ndati musanditorere (Musatora)
Mwana uya ndinomuda
Simuka iwe
Simuka
Simuka iwe
Hona Ngodza, Kuda wacho Wessie
Simuka simuka simuka simuka
Dario rachona riripi
Mother Fildah varipi
Daidzai Sulu nakaPfupi
Nekuti nguva ipfupi pfupi
Kana mashaya kuti vari kana ngoma yacho haingariri
Nevari nyikadzimu varume ndo
Kuti kana taita mangoma hatichatangika
Kana kune vachiverengwa vachikwata
Kuti nguva yasvika inodiwa nechita
Mudariro Monica
Pinda mudariro Fiona
Mudariro Monica
Pinda mudariro Fiona
Mudariro Monica
Pinda mudariro Fiona
Simuka
Waiona
Jabulani Ndlovu producer wangu
Bata basa
Blessing Blessman bata basa
Nyaya yacho waiona
Simuka
Simuka
Simuka
Namother Fildah
Hona nyaya yacho
Freddie Majalima Kapfupi sahwira mukuru

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists