Kishore Kumar Hits

Sam Mtukudzi - Ndinotenda lyrics

Artist: Sam Mtukudzi

album: Cheziya

Ndinotenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa
Ini kutenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa
Mangwana nekusingapere mwanawe kani mwanawe
Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa
Hmm

Ayiyehe wowo ayiyehe
Ndinotenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa nerwauchandipa
Mangwana nekusingapere mwanawe
Ini kutenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa
Mangwana nekusingapere mwanawe kani mwanawe
Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa
Aiyayaya, iyee, iyee
Kutenda kwangu pachava nemusiyano pazvandakakupa nezvandichakupa
Owowowowo aiye yeyeee
Ndiregerere, ndiregerere (moyo iregere kutukana)
Ndiregerere, ndiregerere ndiri munhu wenyama
Ndiregerere, ndiregerere (kupedza misodzi kutiza munyama)

Ndiregerere
Zvinowanikwa kuparadzana, hazvireve totizana mangwana
Vakawanda vanoparadzana hazvireve vovengana mangwana
Natsa kwawakabva mudiwa wangu kuitira mangwana tigotarisana
Ohh, yeah
Natsa kwakabva mudiwa wangu kuitira mangwana tigotarisana
Mwanawe, mwanawe, mwanawe ndinotenda
Nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa
Ah, mwanawe, mwanawe kani
Kutenda nerudo rwawakandipa, rwaunondipa, rwauchandipa
Aiyeyeye woo, ohh, ooh, ahh
Ndiregerere, ndiregerere (moyo iregere kutukana)
Ndiregerere, ndiregerere, ndiri mumhu wenyama
Ndiregerere, ndiregerere (kupedza misodzi kutiza munyama)
Ndiregerere, ndiregerere, ndirimunhu wenyama

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists