Kishore Kumar Hits

Shingisai - Fara Zvakadaro lyrics

Artist: Shingisai

album: Fara Zvakadaro


Munda ukasabereka kudya
Mbeu ikasatungira ruva
Mombe dzikashaikwa mumatanga
Mbudzi dzikapera
Makwai aparara
Nyangwe zvakadaro ndichafara
Kwazvo
Ndichava nemufaro munaMwari
Mufaro waShe wedu
Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara
Mufaro waShe wedu
Ndiro simba redu zvakadaro tichangofara (zvakadaro)
Munda ukasabereka kudya
Mbeu ikasatungira ruva
Mombe dzikashaikwa mumatanga
Mbudzi dzikapera
Makwai aparara
Nyangwe zvakadaro ndichafara chete (ndichangofara, zvakadaro)
Fara zvakadaro ndati Fara (Ndiro simba redu)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists