Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Huya Uone Zvakuitika lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Huya Uone Zvakuitika

Oskid, ah
Church person
(Oskid production)
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu)
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu) ah
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika) ah
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu)
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu)
Vanhu vari kumhanya kumhanya
Kufamba kufamba, kutsvaga kutsvaga
Kune vari kudemba kusuwa
Kudemba kutsvaga zvingavabatsira
Musoro kuti ngongongo, ngongongo kupererwa
Mudumbu kumona kumona, kurira kupererwa
Asi kune munhu waMwari uko anofamba naJesu
Kune munhu waMwari uko anofamba naJesu
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu)
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu) ah
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Hanzi kune munhu waMwari uko anofamba naJesu
Hanzi ati kakutenda kako kadikiko kachakuyambutsa
Huya nako kakutenda kako kadikiko kachakuponesa, ah
Magwadzo ese epasi kachakuporesa
Ende huye pakukwidza gomo zvogwadza kachakuyamura, ah
Semastard seed, muti unokura
Just that like my father
Ah, my mentor
Mukuru anofamba naJesu
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu)
Mbiri kunaniko? (Kuna Jesu)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
(Huya uone zvakuitika)
(Huya uone zvakuitika)
Kune minana, minana, minana, minana
(Huya uone zvakuitika) come and see
(Huya uone zvakuitika)
A ting like this I never seen, oh
A ting like this I never hear, oh
A ting like this I never seen, oh-oh-oh
A ting like this I never hear, oh
Vanhu vari kurutsa, kubvunda, kuroller, ku-, kugwesha
Ini ndiri ku-, ku-, iii
Marwadzo kuti pepepe, pepepe kubatsirwa
Maproblems nyanyanya, nyanyanya kudzimurwa, ah
Mbiri kunaniko?
Mbiri kunaniko?
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika) ah
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
Huya uone zvakuitika (huya uone zvakuitika)
(Huya uone zvakuitika)
(Huya uone zvakuitika)
Kune minana, minana, minana, minana
(Huya uone zvakuitika) come and see
(Huya uone zvakuitika)
Kune minana, minana, minana, minana
(Huya uone zvakuitika) come and see
What the Lord has done (huya uone zvakuitika)
Come and see minana, minana, minana, minana (huya uone zvakuitika)
Minana, minana, minana, minana (huya uone zvakuitika)
Church person

(Oskid production)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists