Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Wedding Bells (feat. Mudiwa Wood) lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Social Facts


All I can do is bless you
I pray for you everyday
You want to go, it is okay
I pray that you will make it mwanangu
Mother of nations you are mwanangu

Zvawasarudza kuenda
Enda zvako inguva yacho
(Hupenyu hwacho) vamwe vari kufara
(Inguva yacho) vamwe vari kusuwa
(Inguva yacho) vamwe vari kuchema
(Inguva yacho) vamwe vari kupemberera
(Inguva yacho)
Zvawasarudza kuenda
Tora Jesu uende naye
Tora Jesu ugare naye
Tora Jesu uende naye mwanangu

Adore pane pressure
Vamwe vari kubuda (inguva yacho)
Vamwe vari kupinda (inguva yacho)
Vamwe vakangomira (inguva yacho)
Adore pane pressure
Vamwe vari kubuda (inguva yacho)
Vamwe vari kupinda (inguva yacho)
Vamwe vakangomira
Hupenyu hwacho
Tora Jesu uende naye
Tora Jesu ugare naye mwanangu
Zvawasarudza kuenda
Tora Jesu uende naye

Nyangwe upenyu hukaoma ukaita tsvina semadhaka
Yedu sipo uchava Jesu babe kusvika zvanaka
Naye Jesu usambogaya kune huchi nemukaka
Saka Jesu akatifira kuti zvinhu zvizonaka
Hanzi life inorema dzimwe nguva kukwira gomo
Usambotya zvako babe ndichatomira semukono
Kochera mvura tichainda tese takabata migomo
Naye Jesu zvichanakidza kunge gitare rekwaMoyo
Zviome sei nhai babe ako mabhegi usazopeka
Naye Jesu medu mulife ukama hatimbocheka
Ingava nhamo kana hupfumi, kuchema nekuseka
Mambo Jesu mupei upenyu hande naye setariro
Usazopeka mabhegi pack
Tora Jesu uende naye
Usazopeka mabhegi pack
Usazopeka mabhegi pack
Upenyu handi mutserendende, eeh
Dzimwe nguva kukwire gomo
Dzimwe nguva hupoterera
Tora Jesu uende naye
Zvawasarudza kuenda
Enda zvako inguva yacho
(Hupenyu hwacho)
Inguva yacho
Tora Jesu uende naye
I bless you
I bless you
I pray for you everyday
Mother of nations you are mwanangu
I pray that you will make it mwanangu
Mwanangu, mwanangu, hii
Zvawasarudza kuenda
Enda zvako inguva yacho
Hupenyu hwacho
Tora Jesu uende naye
Tora Jesu ufambe naye
Tora Jesu uende naye
I bless you
I bless you
I bless you mwanangu

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists