Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Forward In Faith lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Highway


Marching to Zion
Marching to Zion

Marching to Zion
Marching to Zion

Zvakatangira pagomo kumwana wemutema
Zvakatangira paZimbabwe Mwari vachitaura
Riende vhangeri raShe (ngariende)
Riende vhangeri raShe (ngariende)
Hona makore akawanda tichifamba munyasha (forward in faith)
Makore akawanda tichifamba munyasha (forward in faith)
Many years of praising God
Many years of grace (forward in faith)
Many years of faith in Jesus (it's forward in faith)

Pakufara tinofara tichifamba munyasha
Pamupata werufu Mwari vanotitakura
Nhasi uno tapararira pasi rose rapona
Riende vhangeri raShe (ngariende)
Riende vhangeri raShe (ngariende)
Hona makore akawanda tichifamba munyasha (forward in faith)
Makore akawanda tichifamba munyasha (forward in faith)
Many years of praising God
Many years of grace (forward in faith)
Many years of faith in Jesus (it's forward in faith)

We are marching to Zion
Marching to Zion
Tiri kufamba
We are marching to Zion
Marching to Zion
Hey, tiri kufamba
Forward in faith
Makore akawanda tichifamba munyasha (forward in faith)
Makore akawanda tichifamba munyasha (forward in faith)
Many years of praising God
Many years of grace (forward in faith)
Many years of faith in Jesus (it's forward in faith)

We are marching to Zion
Marching to Zion
Tiri kufamba (forward in faith)
Tiri kufamba (forward in faith)
Woza marching to Zion
Marching (forward in faith)
We are marching to Zion
Marching (forward in faith)
Tiri kufamba (forward in faith)
Tiri kufamba (forward in faith)
Marching to Zion
Marching (forward in faith)
Woza, tiri kufamba (forward in faith)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists