Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Handineti Kutenda lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Highway


Mwari wangu hatina mazwi
Ekutenda nyasha dzenyu
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matipa chance
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matitendera
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matipa chance

Vamwe vaidawo vana like everyone else
Hamuna kuzovatendera
Ko ini ndini ani wamapa chance
Kunzi mhamha nemusikana
Vongwai zvenyu matitendera
Mwari wangu hatina mazwi
Ekutenda nyasha dzenyu
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
Vongwai zvenyu matitendera
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matipa chance
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matitendera

Baba handizvikudzi nechipo ichi
Dzingori nyasha kubva kwamuri
Asi ndingaparidze sei kuvanhu vasina
Kumboona idzo nyasha dzenyu
Vasina vana Baba chivapawo vana
Chivapawo zororo vagokutendawo
Vanochema saHanah vagokutendawo
Chivapawo zororo vagokutendawo
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Munopindura ngomwa vagozvitendawo
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Nekuda kwangu vagokutendawo

Mwari wangu hatina mazwi
Ekutenda nyasha dzenyu
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matipa chance
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matitendera
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda
(Nyasha dzenyu Baba tinotambira)
Vongwai zvenyu matitendera
(Nyasha dzenyu Mwari tinogamuchira)

Handizvikudzi nechipo ichi
Dzingori nyasha kubva kwamuri
Zvino ndinoparidze sei kuvanhu vasingadi
Kutambira idzo nyasha dzenyu
Vanorasa vana Baba chivaponesa moyo
Chivapawo zororo vagokutendawo
Vanosvotora mimba chivapawo tariro vagokutendawo
(Matipa nyasha hatina mazwi ekutenda)
Vagokutendawo
Hii, hii (matipa nyasha hatina mazwi ekutenda)
Vagokutendawo nekuda kwangu chivapawo zororo

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists