Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Jesu Ouya lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Highway


Ovuya, wovuya
Ovuya Baba
Hoo, Jesu ouya
Ouya, ah

Tichamuona Jesu ouya tichamuona
Oh, tichamuona
Oh, tichamuona
Tichamuona Jesu ouya tichamuona
Oh, tichamuona
Oh, tichamuona
Oh, tichamuona Jesu ouya tichamuona
Oh, tichamuona
Oh, tichamuona

Mvura inaye iregere
Nzara ivuye ichaenda
Chandinoziva nenzara yedu
Jesu akauya toenda
Mvura inaye iregere
Nzara iuye inoenda
Chandinoziva nenzara yedu
Baba vakauya toenda
Vachingouya toenda
Nekutenda toenda
Vakavuya toenda
Tichamuona, tichamuona, tichamuona, tichamuona
Ovuya tichamuona (Jesu wouya tichamuona)
(Jesu wouya tichamuona)
(Jesu wouya tichamuona)
Ini newe, newewe (tichamuona)
Newe newe, newe (Jesu wouya tichamuona)
Newe newe (Jesu wouya tichamuona)
Jesu wouya (tichamuona)
Ini newe, newe (oh, tichamuona)
Newe newe, newe (Jesu wouya tichamuona)
Newewe (oh, tichamuona)
Wovuya Mambo (oh, tichamuona) Jesu

Zvinhu zviipe zvinake
Hapana anoziva ramangwana
Chandinoziva nenyasha dzake
Gore rikapera kunouya rimwe
Zvinhu zviipe zvinake
Hapana anoziva ramangwana
Chandinoziva nenyasha dzake
Gore rikapera kunouya rimwe
Rino richingopera kotouya rimwe
Nekutenda kunovuya rimwe
Kunouya rimwe
Tichamuona, tichamuona, tichamuona, tichamuona, tichamuona
(Tichamuona Jesu wouya tichamuona)
(Jesu wouya tichamuona)
(Jesu wouya tichamuona)
Ini newe, newewe (tichamuona)
Newe newe, newe (Jesu wouya tichamuona)
Newewe (Jesu wouya tichamuona)
Jesu wouya tichamuona (oh, tichamuona)
Ini newe, newewe (tichamuona Jesu wouya tichamuona)
Newe newe, newe (oh, tichamuona)
Newewe (tichamuona)
(Oh, tichamuona) Jesu

Vanhu vataure vanyarare
Mazwi angu haandirwire
Chandinoziva muhana yangu
Ndikatenda ndoenda
Vanhu vataure vanyarare
Mazwi angu haandirwire
Chandinoziva nenyasha dzake
Ini ndikatenda ndoenda ini
Ndikangotenda ndoenda
Nekutenda toenda
Ndikatenda ndoenda
Tichamuona, tichamuona, tichamuona, tichamuona, tichamuona
Jesu wouya tichamuona tichamuona
Jesu wouya tichamuona (oh, tichamuona)
Jesu wouya tichamuona (oh, tichamuona)
Ini newe, newewe (tichamuona)
Newe, newe (Jesu wouya tichamuona)
Newewe (oh, tichamuona)
Jesu wouya tichamuona (oh, tichamuona)
Ini newe, newewe (tichamuona)
Newe, newe (Jesu wouya tichamuona)
Newewe (oh, tichamuona)
Jesu wouya tichamuona (oh, tichamuona)
Jesu wouya tichamuona
Jesu wouya tichamuona
Jesu wouya tichamuona
Jesu wouya tichamuona

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists