Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Handina Kururama lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Zvirevo


Ini hangu mambo, ah
Ini hangu ini
Handina kururama
Handina chakanaka
Ndinonzi munhu, hii
Handina kururama (handina)
Handina chakanaka
Ndinonzi munhu, hii (kururama ndiruramise)
Dzimwe nguva ndokanganwa ndinorasika
Kana kuneta, hii
Dzimwe nguva ndokanganwa (handina)
Kana kuneta, hii (kururama ndiruramise)
Asi Ishe mukatsamwa
Ndiani angapamira She?
Hona tingapera
Mhuri dzedu dzinoparara
Imi Mwari mukagumbuka (handina)
Ndiani angapamira apa
Hona tingapera, tingapera (kururama ndiruramise)
Hee, musauraya (Mwari wenyasha)
Musatitonga (Mwari wenyasha)
Wanzai nyasha (Mwari wenyasha)
Wanzai nyasha (Mwari wenyasha)
Hee, musauraya (Mwari wengoni)
Musatitonga Baba
Wanzai nyasha
Wanzai nyasha

Ndiri mufambi wapanyika
Ndiri kuvavarira utsvene
Ndinombopotsa, hii
Ndiri mufambi wapanyika (handina)
Ndiri kuvavarira utsvene
Ndinombopotsa, hii (kururama ndiruramise)
Dzimwe nguva ndoraradza
Ndinotuka kana kunyeba, hii
Dzimwe nguva ndokanganwa (handina)
Kana kunyeba (kururama ndiruramise)
Zvino Ishe mukawanza hasha, taparara
Ndiani angatinhonga She
Imwi Mwari mukangotisema (handina)
Zvapera
Ndiani angati no hake? (Kururama ndiruramise)
Hee, musauraya (muri wenyasha)
Musatitonga (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wengoni)
Hee, musauraya (muri wengoni)
Musatitonga Baba
Wanzai nyasha
Wanzai nyasha

Zvinondikunda zvinowanda
Miedzo haiperi kuvatendi
Haiperi kuvatendi
Zvinondikunda zvinowanda (handina)
Miedzo haiperi kuvatendi, hii (kururama ndiruramise)
Dzimwe nguva ndorasika
Ndinokanganwa kana kunyeba, hii
Dzimwe nguva kumakuhwa handibvi (handina kururama ndiruramise)
Asi Ishe mukangoita hasha
Taparara
Ndiani angatinhonga Shewe?
Imi Baba mukangotirasa (handina)
Taparara
Ndiani angatinhongawe (kururama ndiruramise)
Hee, musauraya (muri wenyasha)
Musatitonga (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wengoni)
Hee, musauraya (muri wengoni)
Musatitonga Baba (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wenyasha)

Handina kururama
Handina chakanaka
Ndinonzi munhu, hii
Handina kururama (handina)
Handina chakanaka
Ndinonzi munhu, hii (kururama ndiruramise)
Dzimwe nguva ndokanganwa ndinorasika
Kana kuneta, hii
Dzimwe nguva ndokanganwa (handina)
Kana kuneta, hii (kururama ndiruramise)
Asi Ishe mukatsamwa nhai
Taparara, taparara
Imi Mwari mukagumbuka (handina)
Ndiani angapamira She (kururama ndiruramise)
Tingapera, tingapera
Hee, musauraya (muri wengoni)
Muri wenyasha
Muri wenyasha
Muri wenyasha
Hee, musauraya (muri wenyasha)
Musatitonga (muri wengoni)
Wanzai nyasha (muri wengoni)
Muri wenyasha

Hee, musauraya (muri wenyasha)
(Musatitonga) muri wenyasha
(Wanzai nyasha) hii
(Wanzai nyasha)
Hee, musauraya (muri wenyasha)
(Musatitonga) muri wenyasha Baba
(Wanzai nyasha)
(Wanzai nyasha)
Hee, musauraya (muri wenyasha)
(Musatitonga) muri wengoni
(Wanzai nyasha)
(Wanzai nyasha)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists