Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Jesu Agare Neni lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Zvirevo


Ndaneta kufamba ndiri ndega, ah
Ndaneta kufamba ndiri ndega Baba
Ndinotsvaga Jesu Mwari wangu, hii
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)

Kuti ndiudze mai vangu
Zvaramba, hii
Zvaramba
Vangazodambuka neshungu vakachema
Zvaramba
Zvangu zvinotoda Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
Ndaneta kufamba ndiri ndega, ah
Ndaneta kuimba ndiri ndega ini
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (auye agare neni) Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)

Kuti ndiudze pastor wangu
Zvaramba, hii
Zvaramba
Vangazozadzwa vakasheya
Zvaramba
Kuti ndiudze pastor wangu
Zvaramba, hii
Zvaramba
Vanozozadzwa vakasheya
Zvaramba
Zvangu zvinotoda Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
Ndaneta kufamba ndiri ndega
Ndaneta kuimba ndiri ndega ini
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (auye agare neni) Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune

Kuti ndiudze tete vangu
Zvaramba, hii
Zvaramba
Hwavo upenyu vakakonewa
Hwavo upenyu vakatadza wani
Kuti ndiudze tete vangu
Zvaramba, hii
Zvaramba
Hwavo upenyu vakatadza wani
Ah, hwavo upenyu vakakonewa
Zvangu zvinotoda Jesu iye mbune
Auye agare neni
Zvangu zvinotoda Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
Ndaneta kufamba ndiri ndega
Ndaneta kuimba ndiri ndega ini
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (auye agare neni) Mwari wangu

Kuti ndiudze shamwari
Zvaramba, hii
Zvaramba
Ingazofarisa ikataura taura
Zvaramba
Kuti ndiudze shamwari yangu
Zvaramba, hii
Zvaramba
Ingazofarisa ikataura taura
Zvaramba
Zvangu zvinotoda Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (auye agare neni)
(Jesu agare neni)
Ndinotsvaga Jesu Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) Mwari wangu
Ndinotsvaga Jesu (Jesu agare neni) iye mbune
Auye agare neni (Jesu agare neni)
Auye agare neni

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists