Kishore Kumar Hits

Fungisai Zvakavapano Mashavave - Pindirai lyrics

Artist: Fungisai Zvakavapano Mashavave

album: Zvirevo


Pindirai Mwari
Saka ndati pindirai Mambo
Pindirai Mwari
Saka ndati pindirai Mambo

Baba vemusha kutiza musha nhai
Namarwei, nhai nhai vanhu
Murume mukuru kusiya mhuri
Namarwei, nhai nhai vanhu
Zvakamubata nesimba
Zvine nharo pindirai Jeso
Zvakamubata nesimba
Zvine nharo pindirai kani
Saka ndati pindirai Mwari (anotora asi wake)
Pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)
Saka ndati pindirai Mwari (anotora zvisi zvake)
Saka ndati pindirai Jeso (pindirai Mambo, pindirai)
Mweya wamadzinza
Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu
Mweya wamadzinza
Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu
Saka ndati pindirai Mwari (anotora asi wake)
Ndachemawe pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)

Zvandiri mai veruwadzano
Ndichafambira kupiko ini ndinonyarira paiko?
Zvandiri munhu wevanhu
Vakanzwa kuti ndasiiwa, ndinofambira paiko?
Baba, mukasapapindira apa
Ndichafambira kupiko ini ndinonyarira paiko?
Vanotora zvisizvavo
Kukohwa munda usi wavo
Pindirai Jeso
Saka ndati pindirai Mwari (anotora asi wake)
Saka ndati pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)
Mweya yamadzinza
Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu
Mweya yamadzinza
(Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu)
Ndachemawe pindirai Mwari (anotora asi wake)
Saka ndati pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)
Saka ndati pindirai Mwari (anotora zvisi zvake)
Saka ndati pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)

Hasha dzangu dzikazara ini
Ndingaite ngozi, ndingapare mhosva
Shungu dzangu dzikawanda
Ndingaite ngozi, ndinopara mhosva
Vanotora zvisizvavo
Kukohwa munda usi wavo
Pindirai Jeso
Vanotora zvisizvavo
Kukohwa munda usi wavo
Pindirai Baba
Saka ndati pindirai Mwari (anotora asi wake)
Saka ndati pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)
Saka ndati pindirai Mwari (anotora zvisi zvake)
Saka ndati pindirai Jeso (pindirai Mambo, pindirai)
Mweya yamadzinza
(Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu)
Mweya yamadzinza
(Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu)
Saka ndati pindirai Mwari (anotora asi wake)
Saka ndati pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)

Honai kwaakabva Mwari
Dzinza rese rakazviita
Nhai nhai mambo
Tarirai kwaakabva Mwari
Dzinza rese rakazviita
Nhai nhai mambo
Zvino Baba mukasatopindira
Ndichafambira kupiko ini ndinonyarira paiko?
Baba mukasapapindira
Ndichafambira kupiko ini ndinonyarira paiko?
Saka ndati pindirai Mwari (anotora asi wake)
Ndachemawe pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)
Ndachemawe pindirai Mwari
(Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu)
Mweya yamadzinza
(Hauna simba, hauna simba, hey pamusoro pemba yangu)
Ndachemawe pindirai Mwari (anotora asi wake)
Ndachemawe pindirai Jesu (pindirai Mambo, pindirai)
Evo pindirai Mwari (anotora zvisi zvake)
Pindirai Jeso (pindirai Mambo, pindirai)

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists