Tinochema oh! ishe
Taneta
Oo, o, o, oo
Nyika ino izere nahamo,
Marwadzo uye Ku chema viripo
Tinodana kuazita raJesu
Iye atxa zo tinyaradza
Mukafamba naye
Panguva dzekuchema iwe...
Iye opukuta misodzi Musatisiyeee
Musatisiye tiri tega
Tinoda (pekuhwanda)
Ruoko rwenyu irorwemutsaaa
Mutititungamira murwendo
Musatisiye tiri tega
Tinoda (pekuhwanda)
Ruoko rwenyu irorwemutsaaa
Mutititungamira murwendo
Tinosangana ne zvinorema aiwa
Patinoputsika, tipei simba
Ishe yango tinodana ku zita raJesu
Uye achazo tibatsira
Hama, Huya Huya kuna Jesu
Iye achazokunyaradza
Ukafamba naye
Munguva dzekuchema Iye
Opukuta misodzi
(Titungamire O mbaba)
Musatisiye tiri tega
Tinoda (pekuhwanda)
Ruoko rwenyu irorwemutsaaa
Mutititungamira murwendo
Musatisiye tiri tega
Tinoda (pekuhwanda)
Ruoko rwenyu irorwemutsaaa
Mutititungamira murwendo
Musatisiye tiri tega
Tinoda (pekuhwanda)
Ruoko rwenyu irorwemutsaaa
Mutititungamira murwendo
Поcмотреть все песни артиста
Other albums by the artist