Kishore Kumar Hits

Andy Brown & the Storm - Kure Kure lyrics

Artist: Andy Brown & the Storm

album: Passage of Time

Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu

Takayambuka nzizi dzine ngwena
Tikafamba matunhu akawanda
Tikapfuura makomo akasviba kuti zvii
Takabata pfumo rerudo mudiwa wangu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Tikambotukana isu
Tikamborovana isu
Ukatiza iwe, ukadzoka futi
Tikavaka musha wakanaka
Ukatiza futi, ukadzokazve iwe
Wakabata pfumo rerudo iwe iwe mudiwa wangu
Woye
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Hona bvudzi rangu rachena
Hona vana vedu vakura iwe
Takagara kwaMutare nekuHarare
VanaBulawayo tiri tese
Tikakunda vavengi
Tikakunda vakuru
Takabata pfumo rerudo mudiwa wangu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu
Kure kure kure kure mudiwa wangu kwatakabva isu

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists