Kishore Kumar Hits

Andy Brown & the Storm - Simuka lyrics

Artist: Andy Brown & the Storm

album: Passage of Time


Kana zvikaoma uchangosimuka iwe
Uchangosimuka iwe, uchangosimuka iwe
Nyangwe ukafara uchangotsamwavo
Uchangotsamwa iwe uchangotsamwa iwe
Nyangwe ukachema uchangoseka iwe
Uchangoseka iwe rimwe zuva uchangosekavo
Nyangwe ukatsamwa uchangofaravo
Uchangofara iwe rimwe zuva uchangofaravo
Ngangwe ukachema uchangosekawo
Uchangosekawo rimwe zuva uchangosekawo
Kutofamba iwe uchatosimuka iwe
Uchatosimuka rimwe zuva uchangosimukawo
Kana uri mwana wamambo
Uri muranda kumwe iwe iwe
Kana une mari uchashayawo
Uchaishaya rimwe zuva iwe uchaishayawo
Imi munonyima imi
Chindiro chinoenda kunobva chimwe
Kana ukafara iwe uchangochemawo
Uchangochema rimwe zuva uchangochema iwe
Kana zvikaoma uchangosimuka iwe
Uchangosimuka iwe, uchangosimuka iwe
Ngangwe ukachema uchangosekawo
Uchangosekawo rimwe zuva uchangosekawo
Kana zvikaoma uchangosimuka iwe
Uchangosimuka iwe, uchangosimuka iwe
Nyangwe ukatsamwa uchangofaravo
Uchangofara iwe rimwe zuva uchangofaravo
Ngangwe ukachema uchangosekawo
Uchangosekawo rimwe zuva uchangosekawo
Kutofamba iwe uchatosimuka iwe
Uchatosimuka rimwe zuva uchangosimukawo
Kana uri mwana wamambo
Uri muranda kumwe iwe iwe
Nyangwe zvikaoma uchangosimuka iwe
Uchangosimuka rimwe zuva uchangosimuka iwe
Kana uri muvengi iwe variko vanotamba newe vanokufarira iwe
Woye vanonyima ava
Havazivi kuti chindiro chinoenda kunobva chimwe
Kana zvikaoma uchangosimuka iwe
Uchangosimuka rimwe zuva uchangosimuka iwe
Kana une mari uchashayawo
Uchaishaya rimwe zuva iwe uchaishayawo
Imi makangwara muchangopusavo
Muchangopusa rimwe zuva muchangopusawo
Woye herere

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists