Kishore Kumar Hits

Andy Brown & the Storm - Tongogara lyrics

Artist: Andy Brown & the Storm

album: Passage of Time


Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Tochigara seiko?
Tochigara seiko?
Tochigara seiko chigaro chamambo?
Tochigara seiko?
Tochigara seiko?
Tochigara seiko chigaro chamambo?
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare

Munorwireiko?
Munoponderaneiko?
Munopesana seiko vana veZimbabwe?
Munorwireiko?
Munoponderaneiko?
Munopesana seiko vana veZimbabwe?
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera

Iwe!
Inga wani ropa revana veZimbabwe rakadeuka richierera kunge rwizi
Nhasi tava kupondana pachigaro chamambo mapindwa neiko vanababa?
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Tinoda chigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera

Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare
Hoyi hoyi horere
Hoyi hoyi Harare

Iwe!
Tongogara wakaendepi?
Tongogara uripiko?
Tongogara takusuwa pachigaro chamambo
Tongogara uripiko?
Tongogara wakaendepi?
Tongogara takusuwa pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera

Iwe!
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera
Tinoda chigaro chamambo (chinoyera)
Pachigaro chamambo (chinoyera)
Pachigaro chamambo chinoyera
Tinoda chigaro chamambo (chinoyera)
Pachigaro chamambo (chinoyera)
Pachigaro chamambo chinoyera
Tinoda chigaro chamambo
Pachigaro chamambo
Pachigaro chamambo chinoyera

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists