Kishore Kumar Hits

Andy Brown & the Storm - Mawere Kongonya lyrics

Artist: Andy Brown & the Storm

album: Passage of Time


Gudo rakwira mawere kongonya
Aha mawere kongonya
Gudo rakwira mawere kongonya
Aha mawere kongonya
Gudo rakwira mawere kongonya
Aha mawere kongonya
Usaone mahobi kusviba
Aha mawere kongonya
Ndikafara fara ndoda dhumbu rangu
Aha ndoda dhumbu rangu
Ndikafara fara ndoda dhumbu rangu
Aha ndoda dhumbu rangu
Ndikafara fara ini ndoda dhumbu rangu
Aha ndoda dhumbu rangu
Dhumbu rangu iri kuti ndisvinire
Oha ndoda dhumbu rangu
Dhumbu rangu iro remavara machena
Aha ndoda dhumbu rangu
Sabhuku usambofundumwara muromo
Sengunge ndati ngicharara pano
Sabhuku usambo fundumwara muromo
Sengunge ndati ngicharara pano
Ndaikumbirawo mvura chete
Andizi kuvata pano imi
Kurima handigone
Kusakura handigone
Kurima handigone
Kusakura handigone
Kurima handigone
Kusakura handigone
Kurima handigone
Kusakura handigone

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists