Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Rega Zviende lyrics

Artist: Trevor Dongo

album: Beyond


Rwaenda, rwaendepiko? (Yeah)
Rwaenda, rwaendepiko? (Ohh)
Rudo rwaenda rwaendepiko?
Yeah, Trevor D (Eternity)
Paunocheukawo shure
Dzamisa pfungwa uzvifunge
Rudo ruye rwamaipanana pazere vanhu (pazere vanhu)
Rwaenda asi hamuzive, rwaendepiko? (Rwaendepiko?)
Inga zvaidadisawo wani
Vanhu vachikuyevai wani paya
Saka ndepapiko pamakairasa imi nhai?
Aenda asi hauzive aendepiko
Saka rega zviende
Moyo chaunoda rudo chete
Waiti zvichachinja asi kwete
Hazvidi chisimba, kana ariwako achadzoka chete
Zviri kuita sekunge zuro paye (paye)
Pamaiita kunge Solo naMutsai, yeah
Asi sei zvazodai, chanyanyonetsa chiiko nhai?
Rudo rwaenda asi hamuzive, rwaendepiko?
Ooh, dzimwe nguva chinhu chakanaka, kuratidza shungu dzekuti zvinake
(Asi pane paunoneta) asi pane paunoti ini ndaneta
(Rudo chinhu chakanaka) ratidzawo shungu, shungu, shungu iwewe
Kana zvaramba usamanikidze iwe siya
Saka rega zviende
(Moyo chaunoda rudo chete) rudo chete
(Waiti zvichachinja asi kwete) waiti zvichachinja seiko, seiko?
Hazvidi chisimba, kana ariwako achadzoka chete
Saka rega zviende (rega zviende)
(Moyo chaunoda rudo chete) moyo chaunoda chete rudo
(Waiti zvichachinja asi kwete) hazvidi chisimba
(Hazvidi chisimba) hazvidi chisimba (kana ariwako achadzoka chete)
Saka rega zviende (rega zviende yeah)
(Moyo chaunoda rudo chete) moyo chaunoda chete rudo
(Waiti zvichachinja asi kwete) (rega zviende yeah)
Hazvidi chisimba, kana ariwako achadzoka chete
Kana zvaramba usamanikidze iwe siya, zviende
Moyo chaunoda rudo chete
Waiti zvichachinja Seiko? Seiko?
Ohh, oh yeah
(Rwaenda, rwaendepiko?) Inga zvaidadisawo wani
(Rwaenda, rwaendepiko?) Vanhu vachikuyevai wani paya
(Rudo rwayenda, rwaendepiko?) Saka ndepapiko pamakairasa imi nhai?
Aenda asi hauzive, aendepiko?

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists