Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Shoko Rerudo lyrics

Artist: Trevor Dongo

album: Beyond

Mmm, yeah (Kenako Music) Trevor D
Ndakambofunga pamwe uri murungu
Mazuva ekutanga ndichitanga kukuona
Ganda rako kubaka nekupenya zvakanditora moyo
Ndizvo zvakandidana
Mhando yako hayiwanike nyore
Zvinoda hushingi nekumira mira (ah)
Kwaunobva kwacho handikuone ini
Ndosaka ndasarudza ndimbokuyimbira
Huwii, huwii, huu
Ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Mumba menyu mumbori vangani
Ndinenge ndafunga zano rangu ini
I wanna introduce your sisters to my brothers too
Tibva tangoripenda dzinza rese
Hanzi roora wematongo (wematongo)
Tokuchinja zita wova wekwaDongo (wekwaDongo)
Vakawanda zvichavabatabata
Nekuti pakukuda, handimbo cutter, cutter (no no)
Huwii, huwii, huu
Ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Its nature to be so much in love (to be so much in love) yeah
Hazvingapikiswe kwete
Chero tichiwirirana chete
Its nature to be so much in love, yeah (so much in love)
Hazvingapikiswe kwete
Chero tichiwirirana chete
Ooo hoo ooo yeah (hmm)
Yeah, yeah (yeah, yeah) yeah, yeah, ooo
Huwii, huwii, huu
Ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Its nature to be so much in love, yeah, yeah
Its nature to be so much in love, yeah, yeah
Huwii, huwii, huu
Ndokuda) ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
Huwii, huwii, huu (shoko redu ishoko rerudo)
Ndigokuyimbira, kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Kutsi, kutsi, kutsi) huwii, huwii, huu
(Kutsi kwemoyo) ndakukukura, shoko rerudo, kubva kutsi kwemoyo
(Kutsi, kutsi, baby) huwii, huwii, huu
Ndigokuyimbira (yeah, yeah) kuti vavakidzani, vagonzwa nemoyo
Yeah, yeah, yeah, oh hmm
Zvakwana shamwari

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists