Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Ndawana Zano lyrics

Artist: Trevor Dongo

album: First Verse


Ndati ndikuudze terera shoko oh, oh (uhm, uhm, oh)
Ooh (Eternity) ooh, baby, baby (uhm, uhm, oh)
Ndatarisa chiso chako ndikaona kupenya penya
(Mufaro wacho haungaubate)
Wadzikamiswa nerangu shoko rine mavara mashoma-shoma
(Baby oh, yeah)
(Asi zvarinoreva) babe (ndizvo zvineudzamu)
Umm, moyo wangu watora pfungwa dzangu
(Ndati ndigare ndareva) uh, uh (zviri mupfungwa dzangu)
Babe, babe, ndati ndikuudze terera shoko, ooh
Mudiwa hande tinotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Mudiwa hande tinotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano

Kuseniseni apo zuva rodongorera nyika
Uchazopepuka ndiri pamukova ndichigogodza
Mudiwa muka unzwe
Kufefetera kwekamhepo kari pano
Ooh, usazvityee
Mumaoko angu muzere nerudo, nerudo
Mudiwa hande (eeh)
Mudiwa hande tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Babie, ndazowana zano
Mudiwa hande tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Kuti ndive newe, kuti ndive newe
Babie ndawana zano
Babie ndawana zano
(Woah, ahh, ahh, ahh)

Mudiwa hande (mudiwa hande) tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Babie ndazowana zano
Mudiwa hande tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi (tosesedzana)
Ndazowana zano
Mudiwa hande tonotamba chihwandehwande
Tosesedzana (kuti ndiwe newe) pedo nerwizi
(Kuti ndiwe newe) ndazowana zano
Mudiwa hande (babie ndawana zano)
Tinotamba chihwandehwande (babie ndawana zano)
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano)
Mudiwa hande tinotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano
Mudiwa hande tinotamba chihwandehwande
Tosesedzana pedo nerwizi
Ndazowana zano

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists