Kishore Kumar Hits

Trevor Dongo - Tisasiyane lyrics

Artist: Trevor Dongo

album: First Verse


Chii chinondidzora?
Moyo unondidzora kuti tisasiyane
(Eternity, Eternity)
Tinombotadza kunzwanana munguva dzatinonetsana
Tinomboda kuparadzana
Asi pane chinhu chinondidzora baby
Hasha dzosakisa kuti moyo yedu irwadziwe
Zororo toshaisana
Ndofunga kuyenda asi zvoramba
(Chii?) Chii chinondidzora kuti ndirambe ndichikutevera?
(Moyo) moyo unondidzora kuti tisasiyane, kuti tigarisane
(Chii?) Chii chinondidzora kuti ndirambe ndichikutevera?
Moyo unondidzora kuti tisasiyane, kuti tigarisane

Kuzvida kwaunoita iwewe
Kuzvida kwandoita ininiwo
Ndombofunga kuramba rudo
Asi manyepo, asi manyepo
Kukanganisa kwaunoita
Uchindinyepera zviri pachena
Ndombosarudza kuringa nzira
Ndopira gotsi asi ndocheukazve baby
(Chii?) Chii chinondidzora kuti ndirambe ndichikutevera?
Moyo wangu unondidzora (moyo unondidzora)
Uye (kuti tisasiyane) oh-h (kuti tigarisane)
(Chii?) Chii chinondidzora (kuti ndirambe ndichikutevera?)
Ndiwoyu moyo, moyo, moyo
(Moyo unondidzora) baby (kuti tisasiyane, kuti tigarisane)
Baby chii chinondidzora?
Baby, chiiko baby?
Chiiko baby?
Moyo wangu unondidzora
Ndinokuda baby
Ndinokuda baby
(Usandisiye baby)
(Kuti tisasiyane, kuti tigarisane)
(Famba neni, usandisiye baby)
(Famba neni, usandisiye baby)
(Famba neni, usandisiye baby)
(Kuti tisasiyane, kuti tigarisane)
(Famba neni, usandisiye baby) famba neni, usandisiye baby
(Famba neni, usandisiye baby) oh-h famba neni baby
(Famba neni, usandisiye baby) famba neni baby
Kuti tisasiyane, kuti tigarisane
Famba neni (famba neni, usandisiye baby)
Usandisiye baby (famba neni, usandisiye baby)
Famba neni, famba neni (usandisiye baby)
Usandisiye (kuti tisasiyane) no, no, no (kuti tigarisane)
Baby chii chinondidzora?
Baby, chiiko baby?
Chiiko baby?
Moyo wangu unondidzora
Ndinokuda baby
Ndinokuda babe

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists