Kishore Kumar Hits

Tamy Moyo - Rudo lyrics

Artist: Tamy Moyo

album: Bvudzi Jena


Chibabababa
Tamy yeah yeah yeah
Maoko mudenga if you're bout the loving
Standing together we winning
There's no turning back 'cause we moving
Kudanana chete, we shining
Vane muriro wekurera
Mangoma acho kana orira
Kunyangwe mutupo waunoera
Imba yako ukaipfirira
Nekuti zvikanzi madzidza mese
Angava mangoma muchiridza mese
Kungava kuchikoro muchienda mese
Mukangodanana munowirirana
This is the land of good loving
Won't you say it with me, tiri vanhu vamwe
Kure nevaye veshanje, chibaba naTamy vaudze
Saka rudo, pane rudo
Hapana vanotadzirana
Nekuti rudo, pane rudo
Hapana vanobirana, kana kuroyana nerudo
Hapana vanotadzirana
It's all about living and loving, living and loving
Pakauya Jesu, Mwari wedu
Isusu vakati chidananai
Imimi chimbomirai kutukana, kurovana, kupokana
I'm a phone call away hotline
One word for you all - dananai
Veruvengo vaya namatai
Ndezvedenga izvi pfugamai
Woo woo woo woo yeahyeah yeahyeah
Don't it feel like sunshine
'Cause we all live and love, get in line
I'll hold your hand and you're holding mine (Yeah yeah)
Asibambale-ee-ee chibaba baba
Ngatibatane-ee, hold my hand (yeah -aa-aa)
Saka rudo, pane rudo
Hapana vanotadzirana
Nekuti rudo, pane rudo
Hapana vanobirana, kana kuroyana nerudo
Hapana vanotadzirana
It's all about living and loving, living and loving
Pakauya Jesu, Mwari wedu
Isusu vakati chidananai
Imimi chimbomirai kutukana, kurovana, kupokana
Ndirikutaura rudo, kwete rwemu bedroom
Kana kuti rwemu bathroom
Ndirikureva rudo pazvenyu vanhu venyama
Nyangwe zvikanzi isu tine munyama
I can be your light, you can be my light
Won't you hold on tight, mwana wamai
I can be your light, you can be my light
Won't you hold on tight, mwana wamai
Saka rudo, pane rudo
Hapana vanotadzirana
Nekuti rudo, pane rudo
Hapana vanobirana, kana kuroyana nerudo
Hapana vanotadzirana
It's all about living and loving, living and loving
Pakauya Jesu, Mwari wedu
Isusu vakati chidananai
Imimi chimbomirai kutukana, kurovana, kupokana
Rudo-o-o-o, ndati rudo-o-o-o-o
Chibaba, Tamy ye-ye
Chimbodananai
Honoring, Conquering, full bar and catering
Sunshine

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists