Yeah, K to the A, to the E Na Zeb Tsikira, ya Tough times will never last Got to keep the eyes on the prize Ita une vision usambo bhaizwa Telling you things when they just wanna see your demise Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira (ravira) Got to make the money Got to make sure kuti ramangwana riri-solid Best believe handibatike kana pasina profit Had to focus on the action and to let go of the talking I got money on my mind Tsikira ati, "Ghetto youth must jive" Usanonokere zvinhu wangu, be on time First step, then a million miles, yeah Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Wangu ndokutemba Wangu life yepa Zimbabwe inotoda kuseenza Zuva rega rega rinenge richifeelisa pressure I swear, but usaore moyo, usambo catcher Hapana extra time I hope that you're ready now Remember kwawakananga Chero ukambo failer now yeah Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Tough times will never last Got to keep the eyes on the prize Ita une vision usambo bhaizwa Telling you things when they just wanna see your demise Tough times will never last Gotta keep the eyes on the prize Ita uine vision usambo bhaizwa Telling you things when they just wanna see your demise Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Promise that you will never give up Ramba wakatsika gear Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Patronic MEY records ♪ Promise that you will never give up Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Promise that you will never give up Shandisa mukana, ingoshandisa mukana uyo Zuva risati ravira Jusa Riddim