Kishore Kumar Hits

Dizzy Dee - Mai Vevana lyrics

Artist: Dizzy Dee

album: Mai Vevana

Akanditi no no no no, akati no no no no,
Kunditi no no no no Akandisiya ndakatemba,
Ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana,
Iye mai vevana Akandisiya ndakatemba,

Iye mai vevana Zvese zvawaida ndaikutengera wani Kwese kwawaida
Taienda wani Ndikaita pachirungu hanzi compromise
Ndichiedza kufadza iwe chete Baby girl Pandakatadza ndepapi?
Ko wakadii kundiudza?
Asi dai ndakaziva, haitungamire Akandisiya ndakatemba,

Iye mai vevana Bhora racho ndakarega kutamba Magitare ndikambomira
Kuridza Shamwari dzangu dzese dzaida kundiona
Everyday vachiswera vachifona Baby girl Pandakatadza ndepapi?
Ko wakadii kundiudza?
Asi dai ndakaziva, haitungamire Akandisiya ndakatemba,
Ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana,
Iye mai vevana Akandisiya ndakatemba,
Ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana,
Iye mai vevana Zvese zvawaida ndaikutengera wani Kwese kwawaida
Taienda wani Ndikaita pachirungu hanzi compromise
Ndichiedza kufadza iwe chete Baby girl Pandakatadza ndepapi?
Ko wakadii kundiudza?
Asi dai ndakaziva, haitungamire Akandisiya ndakatemba,
Ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana,
Iye mai vevana Akandisiya ndakatemba,
Ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana

Поcмотреть все песни артиста

Other albums by the artist

Similar artists